Advertisement
Advertisement

Mwerenga Family History & Genealogy

Biographies and photos with the Mwerenga last name. Discover the family history, nationality, origin and common names of Mwerenga family members.

Mwerenga Last Name History & Origin

Add

History

Mwerenga ainge ariJinda raMambo Nyandoro vachigara kwaChivizhe kwaChihota. Mudzimai wavo aive mwana wekwaMasoka wekuShambamuto kuChivhu. Mudzimai uyu anonzi akanga akanaka zvikuru uye Arimutsvuku.

Basa raMwerenga raisanganisira kurapa nekuchengetedza Mambo. Vamwe vanoti aive n'anga

Mwerenga akaita vana vatanhatu. Vakomana vatatu nevasikana vatatu.

Yakanga iringuva yemadzviti. Madzviti aive marudzi aipamba vanhu, zvipfuyo uye zvirimwa.

Nerimwe gore Mambo Nyandoro vakasvikirwa nemaDzviti ndokutorerwa pfuma, zvirimwa, madzimai nevana.

Mwerenga semunhu aigara naMambo akatorerwawo mudzimai wake nevana vake vatatu vadiki vakatadza kutiza.

Kwakapfuura makore akati kuti kubva pakauya madzviti vanhu vakatanga kusagutsikana naMwerenga kuti sei Mwerenga asinakuona kuuya kwemaDzviti. Mamwe machinda akatanga kuronga dhende

Rimwe gore Mambo vakaiisirwa poison mubute vakafa. Machinda aya akabva angoti aita izvi ndiMwerenga.

Rimwe zuva mangwanani kwakanzwikwa mhere kubva kutsime kwaive kwaenda madzimai kunochera mvura.

Varume vakamhanya kutsime ndokusvikowana tsime rese rakatsvuka kuti piriviri. Variipapo vakabva vnicipal kuti mutsime maive nemusoro waMwerenga waive wadamburwa usinamuviri.

Pakauya maDzviti, Mudzimai nevana vatatu vaMwerenga vakapambwa kukasara vatatu. Vaviri vaiva vakomana mumwechete aiva musikana. Vana vatatu ava vakabva vatizira kumusha kwamai vavo kuShambamuto kwaMasoka. Ndiko kuzozvarwa kwakaitwa Clan yedu ino.

Nhasi tataura zita rimwechete rekutiMwerenga. Mangwana tichataura nezvevana vatatu vakazotizira kuChivhu kwatavakuti kumusha nhasi uno

Nhasi tinopfuurira mberi nenhoroondo yedu tichitangara pakusvika pakaita vana vatatu vaMwerenga kwaSekuru vavo kuShambamuto kuChivhu vatiza kwaChihota mushure mekuuraiwa kwakanga kwaitwa baba vavo nemamwe machinda aMambo Nyandoro.

Mazita avo aiti Makura (musikana), Chipfakacha naGaran'anga.

Sekuru Masoka vakatambira vazukuru vavo vakavachengeta kusvika vakura vakaroora nekuroorwa

Makura akanoroorwa naShayamano kuMawanzatsoka kwaMutsinze kuSt.Barnabas

Vanonzi anaShayamano ihama dzedu nekuti ndiko kwakaroorwa ziTete redu Makura

Chipfakacha akaita madzimai maviri, ndokuita vana vanotevera

ABhasikoro*
Mapfumo (Muzariri)
Zvapano*
Ruachina (Mabhoyi)
Mudadirwa (Chikwepa)
Chandakaona*
Nyamayaro (Enos)
Muchina


Garan'anga akaita vana vanotevera

Mungofa (Raimon)
Mubvakure (Clifford)
Madukusveni*
Wilbert
Sarudzai*
Chivhiya*

NB: * vanasikana


Vana vaMapfumo vanoti

Jesero
Zviripayi*
James (Muketiwa)
Bvuu (Mai Musafare)*
Rhema
Edison (Muchenjekwa)
Julius (Chihuku)
Mudhumeni
Chanda (Florence)*




Chipfakacha akaita madzimai maviri, ndokuita vana vanotevera

ABhasikoro*
Mapfumo (Muzariri)
Zvapano*
Ruzvidzo (Mabhoyi)
Mudadirwa (Chikwepa)
Chandakaona*
Nyamayaro (Enos)
Muchina



Ruzvidzo (Mabhoyi) akaita vana vanoti

Chandigadza (Agnes)*
Muzarurwi (Chigubhu)
Evenia (Mai Muzengi)*
Josiah
Dutch (Tachivei)
Joel (Toendepi)
Mildred (Chirevo)*
Joyce (Chikumo)*
Mavis (Dadirai)*
Ophias (Chinembiri)
Julia (Sekai)*

Mudadirwa (Chikwepa) vana vake ndevava

Gladys*
Philemon
Salome*
Mapiye
Chenjerai
Nyembesi
Muchina

Nyamayaro (Enos) Bvochepfoche akaita

Fountain
Tsitsi*
Lameck
Chigumbu (Musoja)
Nkosana
Pedzisai

Mubvakure (Cliford) akaita

Kutawu*
Alice*
Daisy*
Runyararo*
Richman
Masaramusi
Kudakwashe
Nzuma
Dzidzo (Tinotenda

Vana vaMungofa vanoti

Patrick
Stanley
Millicent*
Maxwell
Godwin
Rute*
Merina*
Obert
Grace*
Irene
Mujeri
Dudzai*

Name Origin

Mwerenga clan is located in Chikomba District in Mashonaland East Province. Their village known as Mwerenga Village is in the area under chief Mutekedza near farms known as Weltshire. They shop at Gwenda business center or Mutekedza Business Center. They may also get some services at Sadza Growth Point.

Mwerenga Village is in the area which is under Chivhu although it is a walkable distance from Mwerenga Village to Hwedza.

Spellings & Pronunciations

MWERENGA

Nationality & Ethnicity

They live in Zimbabwe

Famous People named Mwerenga

Are there famous people from the Mwerenga family? Share their story.

Early Mwerengas

There are no biographies of people with the surname Mwerenga! Build a biography of a Mwerenga family member.

Mwerenga Family Members

We currently have no family members associated to the Mwerenga family.

Can't find the Mwerenga you're looking for? Begin a biography to share memories and connect with others who remember them.
Surnames: Mwaisela - Myarski

Mwerenga Family Photos

There are currently no family photos associated to the Mwerenga family.

Advertisement
Advertisement

Mwerenga Family Tree

Discover the most common names, oldest records and life expectancy of people with the last name Mwerenga.

Advertisement
Advertisement

Other Mwerenga Records

Share memories about your Mwerenga family

Leave comments and ask questions related to the Mwerenga family.

Leave a comment
The simple act of leaving a comment shows you care.

Followers & Sources

Loading records
Back to Top